1 Samuel 9:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ʋakakwira kuguta. Ʋakati ʋoȿika muguta, ʋakaʋona Samueri oɓuɗa, akasoŋgana naʋo okwira kuɗunhu rakakwirira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakakwira kuguta, uye pavakanga vava kupindamo vakaona Samueri achiuya nokwavakanga vari, ari munzira yake achikwidza kunzvimbo yakakwirira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saka vakabva vakwira kuguta. Pavakanga vava kupinda mukati meguta, onei Samueri hoyo ochingudzana navo achienda kunzvimbo yakatunhumara yokuteurira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo vakakwira kuguta. Vakati vosvika muguta, vakaona Samueri obuda, akasangana navo okwira kudunhu rakakwirira.
Shona 2009?
Ipapo vakakwira kuguta. Vakati vosvika muguta, vakaona Samueri obuda, akasangana navo okwira kudunhu rakakwirira.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo vakakwira kuguta. Vakati vosvika muguta, vakaona Samueri obuda, akasangana navo okwira kudunhu rakakwirira.