1 Samuel 9:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Jehova wakaŋga aziʋisa Samueri zuʋa rakataŋgira kuȿika kwaSauro, akati:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nezuro wacho Sauro asati asvika, Jehovha akanga aratidza izvi kuna Samueri:
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zuro racho, Sauro asati aendako, Tenzi akanga afanoudza Samueri kuti,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Jehovha wakanga azivisa Samueri zuva rakatangira kusvika kwaSauro, akati,
Shona 2009?
Zvino Jehovha wakanga azivisa Samueri zuva rakatangira kusvika kwaSauro, akati,
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Jehovha akanga azivisa Samueri zuva rakatangira kusvika kwaSauro, akati,