1 Samuel 9:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Samueri wakati aciʋona Sauro, Jehova akati kwaari: Ndiye munhu wandakakuʋudza ndiciti, ndiye ucaɓata ʋanhu ʋaŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Samueri paakangoona Sauro, Jehovha akati kwaari, “Uyu ndiye murume wandakataura newe pamusoro pake; achatonga vanhu vangu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuzoti Samueri aona Sauro, Tenzi akabvawo amuti, “Ndiyeyu murume wandakakuudza uyu! Iyeyu ndiye achatonga vanhu vangu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Samueri wakati achiona Sauro; Jehovha akati kwaari, “Ndiye munhu wandakakuudza ndichiti, ndiye uchabata vanhu vangu.”
Shona 2009?
Zvino Samueri wakati achiona Sauro; Jehovha akati kwaari, "Ndiye munhu wandakakuudza ndichiti, ndiye uchabata vanhu vangu."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Samueri wakati achiona Sauro; Jehovha akati kwaari, “Ndiye munhu wandakakuudza ndichiti, ndiye uchabata vanhu vangu.”