1 Samuel 9:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Samueri akatora Sauro nomuranda wake, akapinda naʋo mumba mokudyira, akaʋagarisa paʋakakudzwa kupfuʋura ʋamŋe ʋakakokwa, ʋaiʋa ʋanhu ʋaneŋge makumi matatu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Samueri akatora Sauro nomuranda wake akapinda navo mumba yokudyira akavagadzika kumusoro kwaavo vakanga vakokwa, vaisvika makumi matatu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Samueri akaenda naSauro pamwechete nomuranda wake akapinda navo mumba huru akavapa zvigaro zvapamusorosoro kupfuura vamwe vose vakanga vakokwa vaikarosvika makumi matatu avanhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Samueri akatora Sauro nomuranda wake, akapinda navo mumba mokudyira, akavagarisa pavakakudzwa kupfuura vamwe vakakokwa, vaiva vanhu vanenge makumi matatu.
Shona 2009?
Samueri akatora Sauro nomuranda wake, akapinda navo mumba mokudyira, akavagarisa pavakakudzwa kupfuura vamwe vakakokwa, vaiva vanhu vanenge makumi matatu.
Shona SUB 2002 Bible
Samueri akatora Sauro nomuranda wake, akapinda navo mumba mokudyira, akavagarisa pavakakudzwa kupfuura vamwe vakakokwa, vaiva vanhu vanenge makumi matatu.