1 Samuel 9:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Sauro akati kumuɓiki: Ʋuya nomugoʋe wandakakupa ndiciti: Ciuceŋgeta uri woga.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Samueri akati kumubiki, “Uya nechidimu chenyama chandakakupa, chiya chandakuudza kuti uise parutivi.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Samueri ndokuti kumubiki, “Chiuya nenyama yechirango iya yandakati uise payo yoga.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Samueri akati kumubiki, “Uya nomugove wandakakupa ndichiti, ‘Chiuchengeta uri woga.’ ”
Shona 2009?
Zvino Samueri akati kumubiki, "Uya nomugove wandakakupa ndichiti, `Chiuchengeta uri woga.' "
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Samueri akati kumubiki, “Uya nomugove wandakakupa ndichiti, ‘Chiuchengeta uri woga.’ ”