1 Samuel 9:25 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋakati ʋaɓuruka paɗunhu rakakwirira, ʋakapinda muguta, akataurirana naSauro paɗeŋga reimba.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mushure mokunge vadzika kubva kunzvimbo yakakwirira vakaenda kuguta, Samueri akataura naSauro ari pamusoro pedenga reimba yake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pavakadzika kubva kunzvimbo yakatunhumara yokuteurira kuya, vapinda Muguta, Samueri akataura naSauro ari padenga remba.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vakati vaburuka padunhu rakakwirira, vakapinda muguta, akataurirana naSauro padenga reimba.
Shona 2009?
Zvino vakati vaburuka padunhu rakakwirira, vakapinda muguta, akataurirana naSauro padenga reimba.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vakati vaburuka padunhu rakakwirira, vakapinda muguta, akataurirana naSauro padenga reimba.