1 Samuel 9:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mboŋgoro dzaKishi, ɓaɓa ʋaSauro, dzakaŋga dzarashika. Ipapo Kishi akati kunaSauro, mŋanakomana wake: Enda nomumŋe waʋaranda, mundotȿaka mboŋgoro.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino mbongoro dzaKishi, baba vaSauro, dzakanga dzarasika, Kishi akati kuna Sauro mwanakomana wake, “Tora mumwe wavaranda uende naye kundotsvaga mbongoro.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Rimwe zuva madhongi aKishi, baba waSauro akarasika. Kishi ndokutaurira mwana wake Sauro achiti, “Tora mumwe muranda musimuke muende kundotsvaka madhongi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mbongoro dzaKishi, baba vaSauro, dzakanga dzarashika. Ipapo Kishi akati kuna Sauro, mwanakomana wake, “Enda nomumwe wavaranda, mundotsvaka mbongoro.”
Shona 2009?
Zvino mbongoro dzaKishi, baba vaSauro, dzakanga dzarashika. Ipapo Kishi akati kuna Sauro, mwanakomana wake, "Enda nomumwe wavaranda, mundotsvaka mbongoro."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mbongoro dzaKishi, baba vaSauro, dzakanga dzarasika. Ipapo Kishi akati kuna Sauro, mwanakomana wake, “Enda nomumwe wavaranda, mundotsvaka mbongoro.”