1 Samuel 9:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye akapfuʋura nokunyika yamakomo yaEfraimi, akapfuʋura ʋo nokunyika yeSharisha, asi haʋana‐kudziwana; ɀino ʋakapfuʋura ɀe nokunyika yeSharimi, asi naipapo dzakaŋga dzisi’po; ipapo akapfuʋura nokunyika yaʋaBenjamini, asi haʋana‐kudziwana.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka akapfuura nomunyika yamakomo yeEfuremu, akapfuurawo nomunzvimbo yakapoteredza Sharisha, asi havana kudziwana. Vakapfuurira mberi nomudunhu reSharimu, asi mbongoro dzakanga dzisiko. Ipapo akapfuura nomunyika yaBhenjamini, asi havana kudziwana.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Sauro akapfuura nomunyika yamakomo yokwaEfuremu, akapfuurawo nomudunhu rokuSharisha, asi haana kuawana. Akaendawo nomudunhu rokuShaarimu asi haana kuawana. Akazoendawo nomudunhu rokuZufu asi haana kuawana.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye akapfuura nokunyika yamakomo yaEfuremu, akapfuurawo nokunyika yamakomo yeSharisha, asi havana kudziwana; zvino vakapfuurazve nokunyika yeSharimi, asi naipapo dzakanga dzisipo; ipapo akapfuura nokunyika yavaBhenjamini, asi havana kudziwana.
Shona 2009?

Shona SUB 2002 Bible