1 Samuel 9:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋakati ʋaciȿika kunyika yeZufi, Sauro akati kumuranda wake, wakaŋga anaye: Ŋgatidzoke heɗu; ɓaɓa ʋaŋgu ɀimŋe ʋaŋgarega kufuŋga mboŋgoro, ʋakafuŋganya pamsoro peɗu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pavakasvika mudunhu reZufi, Sauro akati kumuranda waaiva naye, “Uya tidzokere, zvimwe baba vangu vangarega kufunga nezvembongoro vakatanga kufunganya pamusoro pedu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Sauro paakasvika kudunhu reZufu akati kumuranda wake waaiva naye, “Ngatichidzokai! Baba vangazodaro vakarega kufunga nezvamadhongi vakatozonetseka mumwoyo voshushikana nezvedu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vakati vachisvika kunyika yeZufi, Sauro akati kumuranda wake, wakanga anaye, “Ngatidzoke hedu; baba vangu zvimwe vangarega kufunga mbongoro, vakafunganya pamusoro pedu.”
Shona 2009?
Zvino vakati vachisvika kunyika yeZufi, Sauro akati kumuranda wake, wakanga anaye, "Ngatidzoke hedu; baba vangu zvimwe vangarega kufunga mbongoro, vakafunganya pamusoro pedu."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vakati vachisvika kunyika yeZufi, Sauro akati kumuranda wake, wakanga anaye, “Ngatidzoke hedu; baba vangu zvimwe vangarega kufunga mbongoro, vakafunganya pamusoro pedu.”