1 Samuel 9:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye akati kwaari: Tarirai, muguta rino munomunhu waMŋari, munhu unokudzwa kwaɀo; ɀose ɀaanotaura ɀinoitika; hendei ɀino ikoko, ɀimŋe uŋgatiʋudza nzira yatiŋgafamba nayo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi muranda akapindura achiti, “Tarirai muguta rino mune munhu waMwari; anoremekedzwa zvikuru uye zvinhu zvose zvaanotaura zvinoitika. Handei ikoko iye zvino. Zvichida achatiudza nzira yokuenda nayo.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Muranda akamupindura achiti, “Muguta iri mune munhu waMwari, munhu anoremekedzeka. Zvose zvaanotaura zvinoitika. Zvino dai tikaendako, zvimwe angatiudze zvatiri kufambira.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye akati kwaari, “Tarirai, muguta rino muno munhu waMwari, munhu unokudzwa kwazvo; zvose zvaanotaura zvinoitika; hendei zvino ikoko, zvimwe ungatiudza nzira yatingafamba nayo.”
Shona 2009?
Iye akati kwaari, "Tarirai, muguta rino muno munhu waMwari, munhu unokudzwa kwazvo; zvose zvaanotaura zvinoitika; hendei zvino ikoko, zvimwe ungatiudza nzira yatingafamba nayo."
Shona SUB 2002 Bible
Iye akati kwaari, “Tarirai, muguta rino muno munhu waMwari, munhu unokudzwa kwazvo; zvose zvaanotaura zvinoitika; hendei zvino ikoko, zvimwe ungatiudza nzira yatingafamba nayo.”