1 Samuel 9:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Sauro akati kumuranda wake: Asi tarira, kana tikaenda, ticandoʋigirei munhu uyo? Nokuti ɀiŋgwa ɀakaŋga ɀiri mumidziyo yeɗu ɀapera; hapanacipo catiŋgaʋigira munhu waMŋari; tineiko?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Sauro akati kumuranda, “Kana tikaenda, murume uyu tingandomupei? Zvokudya zviri mumasaga edu zvapera. Hatina chipo chokundopa munhu waMwari. Chii chatinacho?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Sauro akati kumuranda wake, “Hongu kuendako tingaende zvedu, asi tingandomupeiko? Chandinodariro ndechichi chokuti, chingwa chapera mutsapo dzedu. Hatina kana rechii chokupa munhu waMwari iyeyu. Chii chatinacho?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Sauro akati kumuranda wake, “Asi tarira, kana tikaenda, tichandovigirei munhu uyo? Nokuti zvingwa zvakanga zviri mumidziyo yedu zvapera; hapana chipo chatingavigira munhu waMwari; tineiko?”
Shona 2009?
Zvino Sauro akati kumuranda wake, "Asi tarira, kana tikaenda, tichandovigirei munhu uyo? Nokuti zvingwa zvakanga zviri mumidziyo yedu zvapera; hapana chipo chatingavigira munhu waMwari; tineiko?"
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Sauro akati kumuranda wake, “Asi tarira, kana tikaenda, tichandovigirei munhu uyo? Nokuti zvingwa zvakanga zviri mumidziyo yedu zvapera; hapana chipo chatingavigira munhu waMwari; tineiko?”