1 Thessalonians 1:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tinoʋoŋga Mŋari ŋguʋa dzose nokuɗa kwenyu mose, ticikuraŋgarirai pakunyeŋgetera kweɗu;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Tinogara tichivonga Mwari nokuda kwenyu mose, tichikutaurai muminyengetero yedu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tinotenda Mwari nguva dzose pamusana penyu mose. Tinogara takakudomai muminamato yedu
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Tinovonga Mwari nguva dzose nokuda kwenyu mose, tichikurangarirai pakunyengetera kwedu;
Shona 2009?
Tinovonga Mwari nguva dzose nokuda kwenyu mose, tichikurangarirai pakunyengetera kwedu;
Shona SUB 2002 Bible
Tinovonga Mwari nguva dzose nokuda kwenyu mose, tichikurangarirai pakunyengetera kwedu;