1 Thessalonians 2:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti nemi, hama dzaŋgu, munoziʋa kuti kupinda kweɗu kwamuri hakuna‐kuʋa pasina.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Munoziva, hama, kuti kushanya kwedu kwamuri hakuna kuva pasina.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hama dzangu imi pachenyu munoziva kuti kukushanyirai kwedu kwakanga kusiri kusina maturo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti nemi, hama dzangu, munoziva kuti kupinda kwedu kwamuri hakuna kuva pasina.
Shona 2009?
Nokuti Nemi, hama dzangu, munoziva kuti kupinda kwedu kwamuri hakuna kuva pasina.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti nemi, hama dzangu, munoziva kuti kupinda kwedu kwamuri hakuna kuva pasina.