1 Thessalonians 2:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Seɀamunoziʋa kuti takaita nemi, mumŋe nomumŋe wenyu, saɓaɓa ʋanoita naʋana ʋaʋo,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti munoziva kuti takabata mumwe nomumwe wenyu sababa vanobata vana vavo,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Imi munoziva kuti ini, sababa ana vana vake,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Sezvamunoziva kuti takaita nemi, mumwe nomumwe wenyu, sababa vanoita navana vavo,
Shona 2009?
Sezvamunoziva, kuti takaita nemi, mumwe nomumwe wenyu, sababa vanoita navana vavo,
Shona SUB 2002 Bible
Sezvamunoziva kuti takaita nemi, mumwe nomumwe wenyu, sababa vanoita navana vavo,