1 Thessalonians 2:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
naiɀoɀo taiɗa kuʋuya kwamuri, ini Pauro, kamŋe ʋuye ɀe rwecipiri, asi Satani wakatidziʋisa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti takanga tichida kuuya kwamuri, chokwadi, ini Pauro, ndakada kuita izvozvo, nguva nenguva, asi Satani akatidzivisa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Taida kuuya kwamuri. Iyeni Pauro ndaida kuuya kakatowanda, asi Satani akatidzivisa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
naizvozvo taida kuuya kwamuri, ini Pauro, kamwe uyezve rwechipiri, asi Satani akatidzivisa.
Shona 2009?
naizvozvo taida kuvuya kwamuri, ini Pauro, kamwe uye zve rwechipiri, asi Satani wakatidzivisa.
Shona SUB 2002 Bible
naizvozvo taida kuuya kwamuri, ini Pauro, kamwe uyezve rwechipiri, asi Satani akatidzivisa.