1 Thessalonians 2:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti kuraira kweɗu hakuna‐kubva pakurashika, kana pakufuŋga kwakaipa, kana pakunyeŋgera;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti chikumbiro chatinoita hachibvi pakukanganisa kana pamufungo usina kunaka, uye hatisi kuedza kukunyengerai.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kukukurudzirai kwedu hakubvi mune zvemanomano kana mune zvisina kuchena kana kuda kunyengedza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti kurayira kwedu hakuna kubva pakurashika, kana pakufunga kwakaipa, kana pakunyengera;
Shona 2009?
Nokuti kuraira kwedu hakuna kubva pakurashika, kana pakufunga kwakaipa, kana pakunyengera;
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti kurayira kwedu hakuna kubva pakurashika, kana pakufunga kwakaipa, kana pakunyengera;