1 Thessalonians 2:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
asi seɀatakatendiwa naMŋari, kuti tipiwe Evaŋgeri, ndiɀo ɀatinotaura; tisiŋgaiti kuti tifadze ʋanhu, asi Mŋari unoidza mŋoyo yeɗu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi, tinotaura savanhu vakatenderwa naMwari kuti tipiwe vhangeri. Hatisi kuedza kufadza vanhu asi Mwari, iye anoedza mwoyo yedu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi sokuonekwa kwatakaitwa naMwari kuti takakodzera kuti Shoko Rakanaka riiswe mumaoko medu, naizvozvo tinotaura kwete kuti tifadze vanhu, asi kuti tifadze Mwari anoongorora zvatiri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
asi sezvatakatendiwa naMwari, kuti tipiwe Vhangeri, ndizvo zvatinotaura; tisingaiti kuti tifadze vanhu, asi Mwari anoedza mwoyo yedu.
Shona 2009?
asi sezvatakatendiwa naMwari, kuti tipiwe evhangeri, ndizvo zvatinotaura; tisingaiti kuti tifadze vanhu, asi Mwari unoidza moyo yedu.
Shona SUB 2002 Bible
asi sezvatakatendiwa naMwari, kuti tipiwe Vhangeri, ndizvo zvatinotaura; tisingaiti kuti tifadze vanhu, asi Mwari anoedza mwoyo yedu.