1 Thessalonians 2:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
tisiŋgatȿaki kukudzwa naʋanhu kana nemi, kana naʋamŋe, kunyaŋge taigona kukuremedzai, ɀatiri ʋaapostora ʋaKristu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Takanga tisingatsvaki kurumbidzwa kunobva kuvanhu, kwete kunobva kwamuri kana ani zvake. Savapostori vaKristu tingadai takava mutoro kwamuri,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hatina kutsvaka mbiri inobva kuvanhu, kungave kwamuri imi kana kunavamwe. Kunyange zvedu taigona, savapositori vaKristu, kunge takakuremedzai nezvokuita,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
tisingatsvaki kukudzwa navanhu kana nemi, kana navamwe, kunyange taigona kukuremedzai, zvatiri vapostori vaKristu.
Shona 2009?
tisingatsvaki kukudzwa navanhu kana nemi, kana navamwe, kunyange taigona kukuremedzai, zvatiri vapositora vaKristu.
Shona SUB 2002 Bible
tisingatsvaki kukudzwa navanhu kana nemi, kana navamwe, kunyangwe taigona kukuremedzai, zvatiri vapostori VaKristu.