1 Thessalonians 3:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Saka ɀatakaŋga tisiŋgagoni kutsuŋga, takati ɀakanaka kuti tisiyiwe tiri toga paAtene;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka patakanga tisingagoni kuramba takamira, takafunga kuti zvaiva nani kuti tisare toga paAtene.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Patakanga tisisakwanisi kutirira izvi takasarudza kusiiwa tiri toga kuAteni.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Saka zvatakanga tisingagoni kutsunga, takati zvakanaka kuti tisiyiwe tiri toga paAteni;
Shona 2009?
Saka zvatakanga tisingagoni kutsunga, takati zvakanaka kuti tisiyiwe tiri toga paAtene;
Shona SUB 2002 Bible
Saka zvatakanga tisingagoni kutsunga, takati zvakanaka kuti tisiyiwe tiri toga paAteni;