1 Thessalonians 3:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ishe akukurisei, akuwanzisirei ruɗo pakati penyu nokunaʋose, seɀatinoita isu kwamuri,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ishe ngaakurise rudo rwenyu uye rupfachukire kuno mumwe nomumwe nokuvanhu vose, sezvinoita rwedu kwamuri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dai Tenzi vangoita kuti kudana kwenyu kuwande kufashukire uye kusvike kuna vanhu vose sokukudai kwatinoita
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
ishe akukurisei, akuwanzisirei rudo pakati penyu nokuna vose, sezvatinoita isu kwamuri,
Shona 2009?
ishe akukurisei, akuwanzirei rudo pakati penyu nokuna vose, sezvatinoita isu kwamuri,
Shona SUB 2002 Bible
ishe akukurisei, akuwanzisirei rudo pakati penyu nokuna vose, sezvatinoita isu kwamuri,