1 Thessalonians 3:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ticiri kwamuri takambokuʋudzai kuti ticatambudzwa; seɀaɀakaitika, nemi munoziʋa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kunyanya pataiva nemi, takaramba tichikuudzai kuti tichatambudzwa. Uye zvakabva zvaita saizvozvo, sezvamunoziva kwazvo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti patanga tinemi, takanga takuudzai kuti, tichazotambudzika sokuitikawo kwazvakazoita, sokuzivawo kwamunoita.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti tichiri kwamuri takambokuudzai kuti tichatambudzwa; sezvazvakaitika, nemi munoziva.
Shona 2009?
Nokuti tichiri kwamuri takambokuvudzai kuti tichatambudzwa; sezvazvakaitika, nemwi munoziva.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti tichiri kwamuri takambokuudzai kuti tichatambudzwa; sezvazvakaitika, nemi munoziva.