1 Thessalonians 3:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Saka ini ʋo, ɀandakaŋga ndisicagoni kutsuŋga, ndaka mu tuma kuti ndiziʋe kutenda kwenyu, ndiciti ɀimŋe muidzi wakakuidzai, iɀo ɀatakaɓata ɀikaʋa pasina.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuda kwaizvozvo, pandakanga ndisisagoni kutsunga, ndakatuma shoko kuti ndizive nezvokutenda kwenyu. Ndakatya kuti zvimwe muedzi angadaro akakuedzai uye kubata kwedu kwakava pasina.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pamusana paizvozvi, pandakanga ndisisakwanisi kutirira, ndakatumira munhu kuti ndizive pamuri nechitendero chenyu ndichityira kuti zvimwe muedzi angadaro akakuedzai, basa redu rikashaya maturo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Saka iniwo, zvandakanga ndisingachagoni kutsunga, ndakamutuma kuti ndizive kutenda kwenyu, ndichiti zvimwe muedzo wakakuedzai, izvo zvatakabata zvikava pasina.
Shona 2009?
Saka inivo, zvandakanga ndisichagoni kutsunga, ndakamutuma kuti ndizive kutenda kwenyu, ndichiti zvimwe muidzi wakakuidzai, izvo zvatakabata zvikava pasina.
Shona SUB 2002 Bible
Saka iniwo, zvandakanga ndisingachagoni kutsunga, ndakamutuma kuti ndizive kutenda kwenyu, ndichiti zvimwe muedzo wakakuedzai, izvo zvatakabata zvikava pasina.