1 Thessalonians 3:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti tiŋgaʋoŋga Mŋari neiko pamsoro penyu, nomufaro wose watinofara nawo pamberi paMŋari weɗu nokuɗa kwenyu,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Tichavonga Mwari zvizere sei nokuda kwenyu kuti tidzorere mufaro wose watinawo pamberi paMwari wedu nokuda kwenyu?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwari tingamutende neiko nezvenyu pamusana perufaro rwose rwatinonzwa pamusoro penyu pamberi paMwari wedu
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti tingavonga Mwari neiko pamusoro penyu nomufaro wose watinofara nawo pamberi paMwari wedu nokuda kwenyu,
Shona 2009?
Nokuti tingavonga Mwari neiko pamusoro penyu nomufaro wose watinofara nawo pamberi paMwari wedu nokuda kwenyu,
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti tingavonga Mwari neiko pamusoro penyu nomufaro wose watinofara nawo pamberi paMwari wedu nokuda kwenyu,