1 Thessalonians 5:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi kana dziri ŋguʋa nemisi, hama dzaŋgu, hamufaniri henyu kuti munyorerwe cinhu;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino, hama, kana dziri nguva kana misi hatifaniri kuti tikunyorerei,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hama dzangu, kana zviri zvemisi nenguva hazvina chazvinokubatsirai kukunyorerai nezvazvo
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi kana dziri nguva nemisi, hama dzangu, hamufaniri henyu kuti munyorerwe chinhu;
Shona 2009?
Asi kana dziri nguva nemisi, hama dzangu, hamufaniri henyu kuti munyorerwe chinhu;
Shona SUB 2002 Bible
Asi kana dziri nguva nemisi, hama dzangu, hamufaniri henyu kuti munyorerwe chinhu;