1 Thessalonians 5:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
wakatifira isu, kuti, kana ticirinda, kana ticiʋata, tirarame pamŋe cete naye.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akatifira isu kuitira kuti, kunyange takasvinura kana tivete, tigare pamwe chete naye.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
akatifira kuti kunyange tichiri kubwaira kudai kana kuti tatsinzinya tigare naye.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
akatifira isu, kuti, kana tichirinda, kana tichivata, tirarame pamwechete naye.
Shona 2009?
wakatifira isu, kuti, kana tichirinda, kana tichivata, tirarame pamwe chete naye.
Shona SUB 2002 Bible
akatifira isu, kuti, kana tichirinda, kana tichivata, tirarame pamwechete naye.