1 Thessalonians 5:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino tinokumbira kwamuri, hama dzaŋgu, kuti muziʋe aʋo ʋanoɓata pakati penyu, ʋanokutuŋgamirirai munaShe, ʋanokurairai;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino tinokukumbirai, hama, kuti muremekedze avo vanoshanda nesimba pakati penyu, vari pamusoro penyu muna She uye vanokurayirai.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hama dzangu, tinokukumbirisai kuti muremekedze vanoshanda pakati penyu vanokurairai uye vari ivo vakuru vari pamusoro penyu zvichibva muna Tenzi vanokurairai.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino tinokumbira kwamuri, hama dzangu, kuti muzive avo vanobata pakati penyu, vanokutungamirirai muna ishe, vanokurayirai;
Shona 2009?
Zvino tinokumbira kwamuri, hama dzangu, kuti muzive avo vanobata pakati penyu, vanokutungamirirai munaShe, vanokurairai;
Shona SUB 2002 Bible
Zvino tinokumbira kwamuri, hama dzangu, kuti muzive avo vanobata pakati penyu, vanokutungamirirai muna Ishe, vanokurairai;