1 Thessalonians 5:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nokuti imi mumene munoziʋa kwaɀo, kuti zuʋa raShe rinoȿika sembava ʋusiku.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
nokuti imi munoziva kwazvo kuti zuva raShe richauya sembavha usiku.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti imi pachenyu munonyasozviziva kuti zuva raTenzi richauya sembavha usiku.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nokuti imi mumene munoziva kwazvo, kuti zuva raIshe rinosvika sembavha usiku.
Shona 2009?
nokuti imwi mumene munoziva kwazvo, kuti zuva raShe rinosvika sembavha vusiku.
Shona SUB 2002 Bible
nokuti imi mumene munoziva kwazvo, kuti zuva raIshe rinosvika sembavha usiku.