1 Thessalonians 5:26 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kwazisai hama dzose nokuȿeta kutȿene.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kwazisai hama dzose nokutsvoda kutsvene.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kwazisanai savanhu vemhuri nokutsvodana kutsvene.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kwazisai hama dzose nokutsvoda kutsvene.
Shona 2009?
Kwazisai hama dzose nokusveta kutsvene.
Shona SUB 2002 Bible
Kwazisai hama dzose nokutsvoda kutsvene.