1 Timothy 1:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
asi nyasha dzaShe weɗu dzakawanda ɀikuru nokutenda, noruɗo ruri munaKristu Jesu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nyasha zhinji dzaIshe wedu dzakadururwa pamusoro pangu, pamwe chete nokutenda norudo zviri muna Kristu Jesu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nyasha dzaTenzi dzakawodzvorerwa pandiri nokutenda norudo rwatinarwo muna Kristu Jesu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
asi nyasha dzaIshe wedu dzakawanda zvikuru nokutenda, norudo ruri muna Kristu Jesu.
Shona 2009?
asi nyasha dzaShe wedu dzakawanda zvikuru nokutenda, norudo ruri munaKristu Jesu.
Shona SUB 2002 Bible
asi nyasha dzaIshe wedu dzakawanda zvikuru nokutenda, norudo ruri muna Kristu Jesu.