1 Timothy 1:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
wakaɓata kutenda nehana yakarurama; iyo yakarashwa naʋamŋe, ʋakarashikirwa nokutenda;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Wakabata kutenda uye nehana yakanaka. Vamwe vakaramba mirayiro iyi vakarasikirwa nokutenda kwavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
urambe wakabatisisa chitendero uye uine hana yakachena. Vamwe vanhu vakaramba kuteerera hana dzavo vakaparadza chitendero chavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
wakabata kutenda nehana yakarurama; iyo yakarashwa navamwe, vakarashikirwa nokutenda;
Shona 2009?
wakabata kutenda nehana yakarurama; iyo yakarashwa navamwe, vakarashikirwa nokutenda;
Shona SUB 2002 Bible
wakabata kutenda nehana yakarurama; iyo yakarashwa navamwe, vakarashikirwa nokutenda;