1 Timothy 1:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋamŋe ʋaʋo ndiHimenio naAreksandro, ʋandakaisa kunaSatani, ʋadzidziswe kuti ʋarege kumhura Mŋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vamwe vavo ndiHimenio naArekizanda, avo vandakaisa kuna Satani kuti vadzidziswe kuti varege kumhura Mwari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vamwe vavo ndavana Humenaosi naArekizanda vandakaturira kuna Satani kuti vadzidze kusashonha Mwari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vamwe vavo ndiHimenio naArekizanda, vandakaisa kuna Satani, vadzidziswe kuti varege kushonha Mwari.
Shona 2009?
vamwe vavo ndiHimenio naArekizandro, vandakaisa kunaSatani, vadzidziswe kuti varege kumhura Mwari.
Shona SUB 2002 Bible
vamwe vavo ndiHimenio naArekizanda, vandakaisa kuna Satani, vadzidziswe kuti varege kushonha Mwari.