1 Timothy 1:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋamŋe ʋakarashika paɀinhu iɀoɀi, ʋakatsaukira kukutaura kusinamaturo;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vamwe vakarasika kubva pazvinhu izvi uye vakatsaukira mukutaura kusina maturo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vamwe vanhu vakazotetereka pamusana pokutsauka pazviri vopinda muhurukuro dzisina maturo
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vamwe vakarashika pazvinhu izvozvi, vakatsaukira kukutaura kusina maturo;
Shona 2009?
vamwe vakarashika pazvinhu izvozvi, vakatsaukira kukutaura kusinamaturo;
Shona SUB 2002 Bible
vamwe vakarasika pazvinhu izvozvi, vakatsaukira kukutaura kusina maturo;