1 Timothy 1:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi tinoziʋa kuti murairo wakanaka, kana munhu aciita nawo seɀinoreʋa murairo,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Tinoziva kuti murayiro wakanaka kana munhu achiushandisa zvakanaka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino chatinoziva ndechokuti mutemo wakanaka kana ukausevenzesa zviri pamutemo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi tinoziva kuti murayiro wakanaka, kana munhu achiita nawo sezvinoreva murayiro,
Shona 2009?
Asi tinoziva kuti murairo wakanaka, kana munhu achiita nawo sezvinoreva murairo,
Shona SUB 2002 Bible
Asi tinoziva kuti murairo wakanaka, kana munhu achiita nawo sezvinoreva murairo,