1 Timothy 2:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Saiɀoɀo ʋo, kuti ʋakadzi ʋashoŋge ŋguʋo dzakafanira, ʋanokunyara nokuɀidzora; ʋasaʋa nevudzi rakarukwa, nendarama, kana maparera, kana ŋguʋo dzinodya mari zhinji;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndinodawo kuti vakadzi vapfeke zvakafanira, zvakanaka zvino kuzvidzora, kwete nebvudzi rakarukwa kana negoridhe kana namaperera kana nguo dzemari zhinji,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
uye kuti vakadzi vazvishongedze zvine mwero zvino hunhu vaine hanzu dzine chimiro vasingagadziri vhudzi ravo zvokunanisira kana kurishongedza nendarama kana namatombo anokosha amapera kana hanzu dzinodhura
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Saizvozvowo, kuti vakadzi vashonge nguo dzakafanira, vanokunyara nokuzvidzora; vasava nevhudzi rakarukwa, nendarama, kana mapera, kana nguo dzinodya mari zhinji;
Shona 2009?
Saizvozvovo, kuti vakadzi vashonge nguvo dzakafanira, vanokunyara nokuzvidzora; vasava nevhudzi rakarukwa, nendarama, kana maparera, kana nguvo dzinodya mari zhinji;
Shona SUB 2002 Bible
Saizvozvowo, kuti vakadzi vashonge nguo dzakafanira, vanokunyara nokuzvidzora; vasava nevhudzi rakarukwa, nendarama, kana mapera, kana nguo dzinodya mari zhinji;