1 Timothy 3:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋashumiri ŋgaʋaʋe ʋarume ʋanomukadzi mumŋe cete, ʋanoɓata ʋana ʋaʋo nedzimba dzaʋo ɀakanaka;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mudhikoni anofanira kuva murume ano mukadzi mumwe chete uye anofanira kugona kubata vana vake nemba yake zvakanaka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Madhikoni anofanira kuva murume womukadzi mumwechete uye vanhu vanochengeta vana vavo nemhuri dzavo zvakanaka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vashumiri ngavave varume vanomukadzi mumwechete, vanobata vana vavo nedzimba dzavo zvakanaka;
Shona 2009?
Vashumiri ngavave varume vanomukadzi mumwe chete, vanobata vana vavo nedzimba dzavo zvakanaka;
Shona SUB 2002 Bible
Vashumiri ngavave varume vanomukadzi mumwechete, vanobata vana vavo nedzimba dzavo zvakanaka;