1 Timothy 3:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nokuti aʋo ʋakashumira ɀakanaka, ʋanoɀiwanira zita rinokudzwa, nokutsuŋga kukuru pakutenda kwaʋo munaKristu Jesu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vaya vakashumira zvakanaka vanozviwanira zita rakanaka uye nokutsunga kukuru pakutenda kwavo muna Kristu Jesu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Avo vanoita basa ravo zvakanaka samadhikoni vanozviwanira zita rakanaka uye chivimbo chikuru muchitendero chavo muna Kristu Jesu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nokuti avo vakushumira zvakanaka, vanozviwanira zita rinokudzwa, nokutsunga kukuru pakutenda kwavo muna Kristu Jesu.
Shona 2009?
nokuti avo vakashumira zvakanaka, vanozviwanira zita rinokudzwa nokutsunga kukuru pakutenda kwavo munaKristu Jesu.
Shona SUB 2002 Bible
nokuti avo vakushumira zvakanaka, vanozviwanira zita rinokudzwa, nokutsunga kukuru pakutenda kwavo muna Kristu Jesu.