1 Timothy 3:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
unoɓata imba yake ɀakanaka, unaʋana ʋanoɀiisa pasi nomugarire wose unokudzwa;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Anofanira kubata imba yake zvakanaka nokuona kuti vana vake vanomuteerera uye vachimukudza zvakanaka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Anofanira kuva munhu anofambisa mhuri yake zvakanaka ana vana vanoteerera, ano rukudzo muna zvose.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
anobata imba yake zvakanaka, anavana vanozviisa pasi nomugariro wose unokudzwa;
Shona 2009?
unobata imba yake zvakanaka, unavana vanozviisa pasi nomugarire wose unokudzwa;
Shona SUB 2002 Bible
anobata imba yake zvakanaka, ana vana vanozviisa pasi nomugariro wose unokudzwa;