1 Timothy 3:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asaʋa mutendi mutȿa, kuti arege kuzoɀikudza, atoŋgwe saDiaborosi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asava mutendi mutsva, nokuti angazozvikudza uye akazotongwa zvimwe chetezvo sadhiabhori.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Haafaniri kuva mutendi mutsva nokuti angadaro akazvitutumadza nokuzvikudza achizowana chirango chaDhiabhori.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asava mutendi mutsva, kuti arege kuzozvikudza, atongwe saDhiabhori.
Shona 2009?
Asava mutendi mutsva, kuti arege kuzvikudza, akawira mukutongwa kumwe naDhiabhorosi
Shona SUB 2002 Bible
Asava mutendi mutsva, kuti arege kuzozvikudza, atongwe saDhiabhori.