1 Timothy 3:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋuye ɀe, unofanira kupupurirwa ɀakanaka naʋari kunze, kuti arege kuɀidzwa, nokuɓatwa mumusuŋgo waDiaborosi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Anofanirawo kupupurirwa zvakanaka navari kunze, kuitira kuti arege kuzvidzwa, uye agowira mumusungo wadhiabhori.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Uyewo anofanira kuva nezita rakanaka kune vokunze angadaro akafumurwa akapinda muriva raDhiabhori.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Uyezve, unofanira kupupurirwa zvakanaka navari kunze, kuti arege kuzvidzwa, nokubatwa mumusungo waDhiabhorosi.
Shona 2009?
Vuyezve, unofanira kupupurirwa zvakanaka navari kunze, kuti arege kuzvidzwa nokubatwa nemusungo waDhiabhorosi.
Shona SUB 2002 Bible
Uyezve, unofanira kupupurirwa zvakanaka navari kunze, kuti arege kuzvidzwa, nokubatwa mumusungo waDhiabhorosi.