1 Timothy 3:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Saiɀoɀo ʋo ʋashumiri ŋgaʋaʋe ʋanokudzwa, ʋasinamanzwi maʋiri, ʋasiŋgaɗi waini zhinji, ʋasiŋgakariri fuma yakaipa;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saizvozvowo, madhikoni ngavave vanhu vanokudzwa, vanorevesa, vasinganwi waini zhinji, uye vasingatsvaki pfuma yakaipa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndizvo zvimwechetezvo navaDhikoni, vanofanira kuva vanhu vakadzikama kwete tsukukuviri dzavanhu kana zviradza zvewaini kana vanhu vanokarira upfumi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Saizvozvowo vashumiri ngavave vanokudzwa, vasina mazwi maviri, vasingadi waini zhinji, vasingakariri pfuma yakaipa;
Shona 2009?
Saizvozvo vo vashumiri ngavave vanokudzwa, vasinamanzwi maviri, vasingadi waini zhinji, vasingakariri fuma yakaipa;
Shona SUB 2002 Bible
Saizvozvowo vashumiri ngavave vanokudzwa, vasina mazwi maviri, vasingadi waini zhinji, vasingakariri pfuma yakaipa;