1 Timothy 4:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Mŋeya unoreʋa pacena, kuti paŋguʋa dzinoʋuya ʋamŋe ʋacatsauka pakutenda, ʋaciterera mŋeya inonyeŋgera nedzidziso dzemŋeya yakaipa,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mweya anotaura pachena kuti panguva dzinouya vamwe vachatsauka kubva pakutenda uye vagotevera mweya inonyengera nedzidziso dzamadhimoni.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mweya Mutsvene anotaura pachena kuti pamazuva okupedzisira vamwe vachakanda pasi chitendero pamusana pokuteerera mweya inonyengedza nezvidzidziso zvemweya yakaipa
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Mweya anoreva pachena, kuti panguva dzinouya vamwe vachatsauka pakutenda, vachiteerera mweya inonyengera nedzidziso dzomweya yakaipa,
Shona 2009?
Zvino Mweya unoreva pachena, kuti panguva dzinovuya vamwe va chatsauka pakutenda, vachiteerera mweya inonyengera nedzidziso dzemweya yakaipa,
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Mweya anoreva pachena, kuti panguva dzinouya vamwe vachatsauka pakutenda, vachiteerera mweya inonyengera nedzidziso dzomweya yakaipa,