1 Timothy 4:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Shiŋgairira ɀinhu iɀi, uɀiite nomŋoyo wose, kuti kupfuʋurira mberi kwako kuʋonekwe naʋanhu ʋose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Shingaira pazvinhu izvi, uzviite nomwoyo wako wose, kuitira kuti munhu wose aone kupfuurira mberi kwako.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ita zvinhu izvi uzvipire mazviri kuti vose vaone kubudirira kwako.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Shingairira zvinhu izvi, uzviite nomwoyo wose, kuti kupfuurira mberi kwako kuonekwe navanhu vose.
Shona 2009?
Shingairira zvinhu izvi, uzviite nomoyo wose, kuti kupfuvurira mberi kwako kuvonekwe navanhu vose.
Shona SUB 2002 Bible
Shingairira zvinhu izvi, uzviite nomwoyo wose, kuti kupfuurira mberi kwako kuonekwe navanhu vose.