1 Timothy 4:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋacidziʋisa ʋanhu kuwanana, nokuraira kuti ɀimŋe ɀokudya ɀiregwe, ɀakasikwa naMŋari, kuti ɀigamucirwe nokuʋoŋga naʋanotenda, ʋanoziʋa ɀokwaɗi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanodzivisa vanhu kuwanana uye vachivarayira kuti varege kudya zvimwe zvokudya, izvo zvakasikwa naMwari kuti zvigamuchirwe nokuvonga naavo vanotenda uye vanoziva chokwadi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
vanoti vanhu ngavarege kuroorana varege kudya zvimwe zvokudya zvakasikwa naMwari zvinofanira kugamuchirwa nokutenda navanhu vanodavira vachiziva chokwadi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vachidzivisa vanhu kuwanana, nokurayira kuti zvimwe zvokudya zviregwe, zvakasikwa naMwari, kuti zvigamuchirwe nokuvonga navanotenda, vanoziva chokwadi.
Shona 2009?
vachidzivisa vanhu kuwanana, nokuraira kuti zvimwe zvokudya zviregwe, zvakasikwa naMwari, kuti zvigamuchirwe nokuvonga navanotenda, vanoziva chokwadi.
Shona SUB 2002 Bible
vachidzivisa vanhu kuwanana, nokurayira kuti zvimwe zvokudya zviregwe, zvakasikwa naMwari, kuti zvigamuchirwe nokuvonga navanotenda, vanoziva chokwadi.