1 Timothy 4:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti kuroʋedza muʋiri kunoɓatsira ɀishoma haɀo, asi kunamata Mŋari kunoɓatsira paɀinhu ɀose, ɀakunecipikirwa coʋupenyu bgaɀino nobgunoʋuya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti kurovedza muviri kunobatsira zvishoma hako asi umwari hunokosha pazvinhu zvose, hune vimbiso kune zvose muupenyu huno uye nomuupenyu hunouya.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuzviswatudza muviri kune basawo asi kuzviswatudza kune zvaMwari kunobatsira nenzira dzose nokuti kunotsidzira mubayiro paupenyu hwapasi pano noupenyu hwokudenga.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti kurovedza muviri kunobatsira zvishoma hazvo, asi kunamata Mwari kunobatsira pazvinhu zvose, zvakune chipikirwa choupenyu hwazvino nohunouya.
Shona 2009?
Nokuti kurovedza muviri kunobatsira zvishoma hako, asi kunamata Mwari kunobatsira pazvinhu zvose, zvakune chipikirwa chovupenyu bwazvino nobwunovuya.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti kurovedza muviri kunobatsira zvishoma hazvo, asi kunamata Mwari kunobatsira pazvinhu zvose, zvakune chipikirwa choupenyu hwazvino nohunouya.