1 Timothy 5:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
inorumbidzwa pamsoro pamaɓasa akanaka, kana yakarera ʋana, kana yaifarira ʋaeni, kana yaishambidza tsoka dzaʋatȿene, kana yaiɓatsira ʋari munjodzi, kana yaishiŋgairira maɓasa ose akanaka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye ichinyatsozivikanwa pamabasa ayo akanaka, akafanana nokurera vana, nokubata vaeni zvakanaka, kushambidza tsoka dzavatsvene, kubatsira vaya vari mumatambudziko, uye yakazvipira kuita pamabasa ose akanaka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Anofanira kuva munhu anopupurirwa pamusoro pamabasa ake akanaka nokurera kwaakaita vana vake anogamuchira vaenzi zvakanaka uye anoshambidza tsoka dzavatsvene achiyamura vatamburi uye ari mudzimai anofarira kuita zvakanaka nenzira dzose.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
ino rumbidzwa pamusoro pamabasa akanaka, kana yakarera vana, kana yaifarira vaeni, kana yaishambidza tsoka dzavatsvene, kana yaibatsira vari munjodzi, kana yaishingairira mabasa ose akanaka.
Shona 2009?
inorumbidzwa pamusoro pamabasa akanaka, kana yakarera vana, kana yaifarira vaeni, kana yaishambidza tsoka dzavatsvene, kana yaibatsira vari munjodzi, kana yaishingairira mabasa ose akanaka.
Shona SUB 2002 Bible
ino rumbidzwa pamusoro pamabasa akanaka, kana yakarera vana, kana yaifarira vaeni, kana yaishambidza tsoka dzavatsvene, kana yaibatsira vari munjodzi, kana yaishingairira mabasa ose akanaka.