1 Timothy 5:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
dzaʋa nemhoȿa, nokuti dzaramba kutenda kwokutaŋga;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo dzichazvivigira kutongwa, nokuti dzinenge dzaputsa kutenda kwadzo kwokutanga.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saizvozvo dzobva dzazvipisa mhosva pamusana pokutyora chitsidzo chadzo chokutanga.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
dzava nemhosva, nokuti dzaramba kutenda kwokutanga;
Shona 2009?
dzava nemhosva, nokuti dzaramba kutenda kokutanga;
Shona SUB 2002 Bible
dzava nemhosva, nokuti dzaramba kutenda kwokutanga;