1 Timothy 5:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋuye ɀe, dzinodzidza kuʋa noʋusimbe dzicipota nedzimba; hadzizi simbe ɓedzi, asi ʋaiti ʋo ʋamakuhwa, dzisiŋgaregi ɀaʋamŋe, dzicitaura ɀisakafanira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pamusoro pezvo, dzinoita tsika dzokuva nousimbe uye dzichipota nedzimba. Uye hadzizi simbe bedzi, asi vaitiwo vamakuhwa, uye vasina basa ravanoita, vachitaura zvisakafanira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pamusoro paizvozvo dzinodzidza kuva tsimbe dzinotevedza nedzimba, dzisiri nyope chete asi kuti vanhu vamakuhwa vanongwarira zvamashiripiti vachitaura zvavasingafaniri kutaura.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
uyezve, dzinodzidza kuva nousimbe dzichipota nedzimba; hadzizi simbe bedzi, asi vaitiwo vamakuhwa, dzisingaregi zvavamwe, dzichitaura zvisakafanira.
Shona 2009?
uye zve, dzinodzidza kuva novusimbe dzichipota nedzimba; hadzizi simbe bedzi, asi vaiti vo vamakuhwa, dzisingaregi zvavamwe, dzichitaura zvisakafanira.
Shona SUB 2002 Bible
uyezve, dzinodzidza kuva nousimbe dzichipota nedzimba; hadzizi simbe bedzi, asi vaitiwo vamakuhwa, dzisingaregi zvavamwe, dzichitaura zvisakafanira.