1 Timothy 5:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakuru ʋanoɓata kereke ɀakanaka ŋgaʋanzi ʋanofanirwa nokukudzwa kaʋiri, ɀikuru aʋo ʋanoɓata pashoko napakudzidzisa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakuru vanobata kereke zvakanaka vakafanira kukudzwa zvakapetwa kaviri, zvikuru sei vaya vanoita basa rokuparidza nokudzidzisa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakuru vakuru vanotungamirira sangano zvakanaka ngavaremekedzwe zvakapetwa kaviri zvikuru avo vanoita basa rokuparidza nerokudzidzisa
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakuru vanobata kereke zvakanaka ngavanzi vanofanirwa nokukudzwa kaviri, zvikuru avo vanobata pashoko napakudzidzisa.
Shona 2009?
Vakuru vanobata kereke zvakanaka ngavanzi vanofanirwa nokukudzwa kaviri, zvikuru avo vanobata pashoko napakudzidzisa.
Shona SUB 2002 Bible
Vakuru vanobata Chechi zvakanaka ngavanzi vanofanirwa nokukudzwa kaviri, zvikuru avo vanobata pashoko napakudzidzisa.