1 Timothy 5:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti Rugwaro runoti: Usasuŋga muromo wenzombe inopura; ʋuye ɀe: Muɓati wakafanirwa nomuɓairo wake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti Rugwaro runoti, “Usasunga muromo wenzombe kana ichipura zviyo,” uye “Mushandi akafanirwa nomubayiro wake.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti Magwaro anoti, “Usaise mombe matomu painenge ichipura mbeswa,” uye kuti, “Mushandi anofanira kuwana mubayiro wake.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti Rugwaro runoti, “Usasunga muromo wenzombe inopura;” uyezve, “Mubati wakafanirwa nomubayiro wake.”
Shona 2009?
Nokuti Rugwaro runoti: Usasunga muromo wenzombe inopura; uye zve: Mubati wakafanirwa nomubairo wake.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti Rugwaro runoti, “Usasunga muromo wenzombe inopura;” uyezve, “Mubati wakafanirwa nomubairo wake.”