1 Timothy 5:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndinokuraira kwaɀo pamberi paMŋari, naKristu Jesu, naʋatumŋa ʋakasanaŋgurwa, kuti uceŋgete ɀinhu iɀi usiŋgatoŋgi usati wambonzwa kwaɀo, kana kuita cinhu ucitsaura ʋanhu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndinokurayira, pamberi paMwari naKristu Jesu uye napamberi pavatumwa vakasanangurwa, kuti uchengete mirayiro iyi zvakanaka, uye usingaiti uchitsaura vanhu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pamberi paMwari uye pamberi paKristu Jesu napamberi penhumwa dzakasarudzwa, ndinokukomeresa kuti uchengete mitemo iyoyi usina kwaunorerekera kana rusaruro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndinokurayira kwazvo pamberi paMwari, naKristu Jesu, navatumwa vakasanangurwa, kuti uchengete zvinhu izvi usingatongi usati wambonzwa kwazvo, kana kuita chinhu uchitsaura vanhu.
Shona 2009?
Ndinokuraira kwazvo pamberi paMwari, naKristu Jesu, navatumwa vakasanangurwa, kuti uchengete zvinhu izvi usingatongi usati wambonzwa kwazvo, kana kuita chinhu uchitsaura vanhu.
Shona SUB 2002 Bible
Ndinokurayira kwazvo pamberi paMwari, naKristu Jesu, navatumwa vakasanangurwa, kuti uchengete zvinhu izvi usingatongi usati wambonzwa kwazvo, kana kuita chinhu uchitsaura vanhu.